Van Choga Akudonhedza Zvinyowani Mangwana

Van Choga Akudonhedza Zvinyowani Mangwana

Ndanga ndane time ndisina kutaura nezva Van Choga. Akabva kudonhedza kamwe kanonzi Munya kaka feature DJ Pressure. Mangwana anenge achitikwapaidza nekamwe futi , tichaoona kuti kanenge kakamira sei kachadonhedzwa mangwana. 

 

Mangwana we are dropping song inonzi Zvikoro takanovhura mangwana (Futi kaiwe) get ready @11am. Song produced by K Jonso @kjons dir @bradleymediaunlocked @soduh.t
Subcribe to my Channel Video mangwana 

Posted by Van Choga on Sunday, September 5, 2021