Chikomana Chema VN Chorebesa Nyaya

Chikomana Chema VN Chorebesa Nyaya

Mukomana wacho anowanzobura ma VN(Voice Notes). Pabhama riri kutevera iri rinonzi Risky Life riri kubuda 16 April, pane song inenge isiri VN inenge ine 3 minutes 47 seconds. I hope kuti anenge akawanda anopfuura 3 minutes mubhama iri.