Tocky Vibes Ovharira EXQ Panze

Tocky Vibes Ovharira EXQ Panze

Yaa nhasi tangomukawo tichinzwa kuti Wakatemba ya Tocky Vibes na EXQ yabviswa pa Youtube. Yarohwa neshamhu  yecopyright claim yaitwa na Tocky Vibes. News idzi dzatanga kutaurwa neve Zimcelebs zviri kuratidzwa ne screenshot riri pazasi apa.

Aya anenge madhiri emari chete abhenda kuzoona zvasvika pakadai.Ma Artist ngaatambe ese mushe apa ma drama akadai anonyadzisa.