Charltan Akadonhedza Kagospapa Kanyowani

Charltan Akadonhedza Kagospapa Kanyowani

Muimbi Charltan akabura vhidhiyo nyowani re trck rake Tiripano Baba. Vhidhiyo racho riri bho harirwadze kuona. Apa muimbi wacho anenge achiimba zvinopinda mubhonzo zvekuti kana usina kusimba unogona kuchema. Vanoda kuriona vhidhiyo racho vanoribata apa. Tichaona kuti achabura zvipi zvimwe zvinyowani pamberi apa