Matwimbos Opururudza Kubviswa Kwakaitwa MakdShelby KuVVIP Section

Matwimbos Opururudza Kubviswa Kwakaitwa MakdShelby KuVVIP Section

Nezuro makuseni @_MakdShelby akamuka apihwa ka tick ke bhuruu ku Twitter uko. Zvekutoti anga akutanga kumhoresa vanhu veNRZ twirra nezvimuti pasina ma minutes zvaitika.  

 

Hakuna kwazvakazosvika after ma hours akati mashoma shoma zvakabva zvadirwa jecha. Mukomana akakandidzirwa kupovho nemamonya. 

Hameno pamwe pamberi apa tichamuona adzoserwa ku VVIP section yemumastreets. Tomboona kuti vanhu vaipururudza zvakadii pazasi apa.