Nicky Genius na Kae Chaps vaburitsa Video reZvaramba

Nicky Genius na Kae Chaps vaburitsa Video reZvaramba

Nicky Genius na Kae Chaps uyo anemukurumbira wekuimba nziyo dzekurambwa (Heartbreak) vaburitsa video rekambo kavo kanonzi Zvaramba.

Kanziyo aka kanobata zvikuru.

Kambo aka katorwa padambarefu remukomana Nicky rinonzi Ndokutendai.
Video iri rakabikwa na MFP Films.