Jason Gwanzura oda kuburitsa kambo kanyowani

Jason Gwanzura oda kuburitsa kambo kanyowani
Jason Gwanzura oda kuburitsa kambo kanyowani

Mukomana uyo anoimba musambo we Gospel Rap anonzi Jason Gwanzura obatana na Leon Mwana waJoze naYoshin mukambo kanonzi SAFE. SAFE hakasingori kambo asi i Declaration.

Jason anoti akafamba nzvimbo dzakawanda achida kugadzira ukama hwake naIshe Jesu, achiziva kuti akaponeswa naJesu kuburikidza nekutenda kwake(VaEfeso 2:8-9) uyezve hakuna anokwanisa kuzvishandura. Nekudaro anoburitsa musambo unonzki SAFE.

Kambo aka karikubuda musi wa 29/04/23