Kupihwa Nyama Diki

Kupihwa Nyama Diki

Mukushanya uku munhu unosangana nezvakawanda. Munhu ukangoona uchinyimwa kana kupihwa chikafu chishoma wotoziva kuti apa hausi kudiwa. Gara watiza ha ha