Tiro19 Drops New Vidz

Tiro19 an upcoming Afrobeats artiste based in Harare akatipakurira kavhidhiyo kanyowani ke trck rake reGospapa Munamato Wangu. Trck racho rakaprojuswa na Cashlibs & Rare Music. Vhidhiyo racho rikashutwa ne Nickson Films. Ane EP rinonzi Reflections richabuda pamberi apa.