Shona Baby Adonhedza Trck Rinopisa

Shona Baby Adonhedza Trck Rinopisa
Shona Baby Adonhedza Trck Rinopisa

Shona Baby is a ZimHipHop artist born in Harare. Afunga kutiburira ka trck katsva kanonzi Ndadzoka Zvakare kaprojuswa na Mello Snares. Yaa adzoka zvemashuwa coz kakupisa. Munhu unonyatsonzwa kuti ndiri kunzwa music. 

Nhasi ndanga ndisiri mumood yekuda kuda kuposta anything kublog rino rekupenga. But pandangonzwa Ndadzoka Zvakare ndabva ndanzwa manyuku nyuku ekuda kuposta zvekupenga. Ndangoti ndichitanga kurinzwa ndikatanga kugutsirira musoro, ndichitonzwa kuda kujamba jamba. Kana muchifunga kuti ndikunyeba zvinzwirei mega pazasi apa.
 
Shona Baby ane vhidhiyo raakadonhedza rinonzi Shingi mwedzi wapfuura. Abva ativimbisa kuti achadonhedza vhidhiyo re Ndadzoka Zvakare musiwa 20 Kubvumbi. Hameno tichaona kuti rinenge rakaitasei vhidhiyo racho parichabuda. 

 
 
Ndadzoka Zvakare MP3