Mumastreets Makazara Musanganiswa WeVanhu

Mumastreets Makazara Musanganiswa WeVanhu

Zvataurwa na Ossie ishuwa handina zvandopikisa apo. Munhu unongotamba nevanotambika navo. Vasingatambike navo wosiyana navo. Ukangodaro chete unowana peace of mind. Vamwe vanhu ndeve kungonzwisisa kuti ndozvavari ukangoziva izvozvo hauiite BP.