Pane Zvinyowani Zvaburwa KuWhatsapp

Pane Zvinyowani Zvaburwa KuWhatsapp

Mukuru webhuku remeso Mark Zuckerberg apa announcement yezvinhu zvinyowani ku WhatsApp. Vanhu takukwanisa kushandisa account imwe chete ye whatsapp kumafoni 4.

Mmm ndaona dzimba nema relationships akawanda achiwondomoka nazvo izvi ha ha. 

 

Starting today, you can log into the same WhatsApp account on up to four phones.

Posted by Mark Zuckerberg on Tuesday, 25 April 2023