Ava vakasawana vanenge vangonyimwawo: ZIMHIP-HOP AWARDS 2023 WINNERS LIST

Ava vakasawana vanenge vangonyimwawo: ZIMHIP-HOP AWARDS 2023 WINNERS LIST

So ma nominees ema Pogues Zim Hip Hop Awards akabuda mazuva apfuura aya. Yaaa pakaipa ma categories acho akupisa. Ma Awards acho achazoitwa musiwa 15 December ku 7 Arts Theatre Avondale Harare. Ndabva ndafunga kugadzira kalist kangu kane vanhu vandinofungira kuti ava vachahwinha. 

1) Best Male - Holy Ten

Mmm apa pakaipa pasangana zvibaba but wandiri kuona achitora mukombe apa ndi Holy Ten. Uyu mufesi akapisa kupfuura vamwe vari pa list. Pane anopikisa here apa ati pwee mu comment section. Apa dzikati dzinowanzodenha. 2021 ne 2022 akatora pa category iyi. Gore rino ndiri kuona achitora futi.

2) Best Female - Millz Million

Pamukombe we uyu last time wakatorwa na Young Gemini. Then 2021 wakatorwa na sisi Kikkybadass. Gore rino haapo pa list rema nominees. Maybe pamwe haana kuita submit. Pakaipa ndanga ndiri kushaya kuti ndosarudza ani pakati paMillz Million na Young Gemini.  But l feel like kupa mukombe kuna Millz Million.

3) Best Collaboration - Bling4 ft Voltz JT (Shiri Ngainaiwe)

Apa futi pane vanhu vakupisa but vazotora mukombe ndi Bling4 na Voltz JT  pa Shiri Ngainaiwe . Zi collab rakapenga iri kana pane ane nharo ngaati pwee mu comment section. Vakanyimwa apa inenge iri nhau yekuti pamwe vanenge vachida kumbohwinisawo vamwe. But ndoramba ndakamira navo apa mukombe ndewavo.

4) Best Hip-Hop Group - Malcom Mufunde & Yaad Universe.

Duo iri mmm rinobura mangoma handina hangu zvakawanda zvandichataura ndovabhiga. Mukombe ndewavo apa.

5) Best Producer - VI The Law

6) Best Brand Supporting Local Hip-Hop- Magamba Network

7) Best Promoter - Magamba Network

8) Best Radio DJ - DJ Mox (StarFM)

9) Best Gospel Act - REAP3R

10) Best Underground - VI The Law

11) Best Alternative - Saintfloew

12) Planet Dodger Online Media - Cordless Plug ZW

 13)  Best Journalist - Takudzwa Chiwanzwa

14) Song Of the Year - Kayflow (Mfana Wepajecha)

15) Best Live Act - Dough Major

16) Best Hiphop Hustle - Voltz JT

17) Best Hiphop Verse Sweet 16 - Malcom Mufunde (The Culture)

18) Hiphop Personality Of The Year - Bagga

19)  People's  Choice - Bling4

20) Positive Social Impact Award - Mlue Jay

21) Best New Comer - Bagga

Apa zviri pachena kuti Bagga ndiye achatora mukombe apa. Anogona so haa anofanirwa kuhwina.

22) Best Album - Treasure

Iri bhama Treasure ra Malcom Mufunde & Synik rakabikwa kukunda amwe ese ari pa category iyi. Unonyatsonzwa kuti iyi ndoinonzi Hip-hop.

23) Best Diaspora - Mlue Jay

Apa mukombe uchatorwa na Mlue Jay. Uyu haa akamboshanda gore rino. So ndofungira kuti anoita deserve mukombe.

Vanenge vachida kuona full list rema nominees munoribata apa