Dope Boy Zim Apakura Vhidhiyo Rinopisa

Dope Boy Zim akaita chi collabho na Kxng Massey na Malcom Mufunde vakadonhedza Rokesheni. Munhu unonyatsonzwa kuti apa ndiri kunzwa Hiphop kwete zvimwe zvandombonzwa mumastreets umu. Muvhidhiyo racho makazara ma familiar faces ana Tshaka ha ha.

Uyo aka feature Malcom Mufunde mazuvaano akurova mamwe ma bars akapenga mumastreets. Ndofunga akunzwa mudumbu nhasi nekeke since nezuro ranga riri bhavhidha rake. 

Vhidhiyo racho riri dope vainyatsobuditsa ghetto lifestyle reality iri pa ground. Ma bars vachiita kuflowa. Vakagona vakomana apa.