Jah Prayzah Onyemudza MaFans

Jah Prayzah Onyemudza MaFans
Pic by Trey ImaGes

Muimbi Jah Prayzah ane mabhama maviri achadonha pamazuva anotevera. Mabhama acho anonoti Chiremerera ne Maita Baba.  Anyemudza ma fans nevhidhiyo rake nyowani Sarungano iro rino feature Feli Nandi. Rangoiswa kwenguva diki diki ndobva aribvisa. 

 

Now ma fans akungosvika achiona angova machira chete. Hameno tichaona kuti zvichafamba sei. Iye akuti pamwe acharidzosa week rinotevera. Ndaona paita nyonga nyonga yema versions akawanda evhidhiyo rake iri mumastreets. 

Update

Azokumbira ruregerero kuma fans. Akazoridzosa zvakare vanoda kuriona munoribata apa vhidhiyo racho.