Takura Ogumburisa MaFans

Takura Ogumburisa MaFans

Muimbi Takura akabura EP rake rinotapira rinonzi Waiting Room rine matrcks matatu. Manje ma fans haana kufara nazvo. Vakunyunyuta kuti akavapa zvishoma aifanirwa kuvapa zvakati ooh matrcks akati wandei.