Top 5 Yangu Kubva Mubhama Enoch RaExQ

Top 5 Yangu Kubva Mubhama Enoch RaExQ
Top 5 Yangu Kubva Mubhama Enoch RaExQ

ExQ akadonhedza bhama rake nyowani rinonzi Enoch. Rine ma trcks 16 richi feature vaimbi vakawanda wanda vakaita sana Freeman, Kim, Dispatch, Jah Prayzah, Voltz JT, Baba Harare, Holy Ten, Nutty O, Enzo Ishall na DJ Tamuka. Haa rakatakura vanhu vanopisa bhama iri. 

Muimbi ExQ anofanirwa kupa vamwe vaimbi matricks ekuti munhu unoramba uchipisa sei. Coz kubva ndiri ku primary mufesi uyu achingobura ma hits after ma hits akuramba kupera sugar. 

Ma trcks acho ese anonakidzwa kunzwa zvekuti kugadzira top 5 iyi kwaitoshupa. Lyrical content yake iri relatable. Dzakanyanya kundipinda mubhonzo ndidzo dziri pazasi. Vanoda kurinzwa bhama munoribata apa.

1) Kanonaka 
2) Bluetick
3) Ane Mari 
4) Papi Energy 
5) Haundide