Vakomana VeShower Power Vanebhama Nyowani

Vakomana VeShower  Power Vanebhama Nyowani

Ndanga ndichitongozvifambirawo  mumastreets ekubhuku remeso. Ndobva ndasangana nemimhanzi yevakomana ava vanozviti Shower Power. Vakadonhedza bhama nyowani regospapa rinonzi Royal Diadem. Rine ma trcks 12 bhama ravo haa vakagona riri kupisa. Vanoda kurinzwa munorinzwira apa or apa.