Baba Harare Vafunga Kutipakurira Zvinyowani

Baba Harare Vafunga Kutipakurira Zvinyowani
Baba Harare Vafunga Kutipakurira Zvinyowani

Pandakapedzisira kutaura nezvemuimbi uyu anga a feature mu vhidhiyo Cassanova re Tsvarakadenga yedu Tamy Moyo sa actor. This time adzoka zvakare nezvimwe. Ativimbisa kuti achatonhedza bhama rake idzva muna Gumiguru. Rinonzi Prove Then Wrong. Yaa ndofunga akuda kunyatso svotesa vavengi vese hameno tichazozvinzwira pazvichabuda.