D Flexx Akadonhedza Mavhidhiyo Maviri

Combination ya D Flexx na Skillful iri kutoramba ichipisa. Ma weeks apfuura aya vakabva kudonhedza zvimwe zvi collabo zviviri Ndodiwa ne Time. Vadzoka zvakare nezvimwe zviviri zvonzi Nyash ne Art Gallery. Ava vakafitira kuramba vachibura ma collabs akawanda kudai.