Dhadza D Adonhedza Vhidhiyo Nyowani

Muimbi uyu anoimba zvinenge zvichiitika munharaunda dzedu. Voice rake rakazhowezhera kunge ra Shinso. Dzinogona kurova maflows ema number. Ane twumanhamba twaakaimba kare twaipisa twatairovesa madhanzi natwo. Ma number akaita sana Baba Fungi aka kaibata nyaya dze mhirizhonga mudzimba. Nekamwe kemagetsi so kainzi Magetsi Hakuna nemagetsi ari kuenda kunge hameno hameno mazuvaano aka kanonyatsoita kuridza.

Kwozoita kainzi Dairai Dairai kakambopengesa vanhu aka. Dzikamborova collabo na Guspy Warrior, Sniper pa trck rekuti Dancehall Champions. Mazuva aya Zimdancehall ndopayaipisa munhu wainzwa manyuku nyuku uchinakirwa nemimhanzi. Dhadza D anga ane time asiri kudonhedza mimanzi. 

Now adzoka mugame neka vidz kanyowani kanonzi Mukoma kano feature Uche. Vhidhiyo racho riri dope n trck racho harirwadze kunzwa. Tichaona kuti achatipakurira zvimwe here zvinyowani pamberi apa.