Keith Towdah naDenzel Malakai vaburitsa Grace

Keith Towdah naDenzel Malakai vaburitsa Grace
Keith Towdah naDenzel Malakai vaburitsa Grace

Muyimbi uyo anoitwa Keith Towdah aburitsa kambo katsva kanonzi iko Grace. Kambo ako akaimba nemukomana anoimba zvikuru anonzi Denzel Malakai

Denzel Malakai anozivikanwa zvikuru nekuimba nziyo dze Worship akamboimba nemuyimbi anonzi MMA, Mudiwa Hood nevamwe akadonhedza maLines anonakidza mukambo aka.

Towdah muyimbi we Gospel Afro-Pop akaplanna kudonhedza EP rinonzi Let Afrobeats Say Amen 

 

Kambo kanonzi Grace karipo pa Youtube