Mufesi weTrapsu 'Tanto Wavie' Akadonhedza Katrck Kerudo

Mufesi weTrapsu 'Tanto Wavie' Akadonhedza Katrck Kerudo

Tanto Wavie akatipakurira kanziyo kerudo kanonzi Ndiri Wako musiwe vhale 14 Kukadzi. Akangotirova nechi surprise sezvakaita Kae Chaps musi uyu. Vakatoita kunge vafurirana kudonhedza twunzwiyo twerudo. Muimbi Tanto Wavie akapisa stereki apo paakabura bhama rake rainzi Sungura Museve iro ranga rine kamwe kagitare kairira kesungura kachisangana nechibeat cheHiphop. Ndiye ega akatanga kuita zvakadaro ndopakazvarwa genre rinonzi Trapsu.