Mazondo Okonzeresa Jambanja Kubhora

Mazondo Okonzeresa Jambanja Kubhora

Kubva nezuro ndichingoona ma sub ema tweets emazondo. Ndamboda kuzvi ignowa but eeh ndini ndadi muyedzo wacho wandikurira. From information yandawana mumastreets vanhu mukuti mazondo akakonzeresa hovhiyo kubhora ha ha mune drama. Apa munhu aiipa vanhu mazondo ndi PenzuraWacho ha ha. 

 

Hanzi mazondo acho anga ane mhiripiri ndosaka vanhu vakaita jambanja. Haiwawo makutoda kutidirira jecha remazondo emahara a PenzuraWacho musadaro imi. Next Game ndinenge ndiri tii changu kufambira mazondo.