MaZwitter People's Choice Awards Adzoka Zvakare

MaZwitter People's Choice Awards Adzoka Zvakare

Gore rapfuura iri takaona Tete vedu (RealTalkFadzie) vachitora mukombe pa first edition yema awards aya. Mutambo wacho wadzoka zvakare gore rino, tichaona kuti anohwina mukombe ndiani.