Kupondwa neMadzikirira

Kupondwa neMadzikirira

Ndiri ku Primary neku High School aindikiya madzikirira zvekuti ndanga ndakutotya kurara ndega.Kana rima futi ndanga ndakutoritya.Ndaingoti manheru akasvika so ndobva ndapusa coz ndaiziva kuti hakurarike.

 Anomarawo madzikirira ibasa experience yacho munhu unoita kunge wakadzipwa uchitadza kutaura. Ka body kanenge kari stiff twumaZiso twuri open so uchiona zvinenge zviri around but kkkk uchitadza kumuka. 

Rimwe zuva so ndakazongofunga kuvhunza vanhu kuti zvingakonzerwe nei kuma Twirra streets.

Ha ha ndakawana ma responses akasiyana siyana.Ndichangonhonga mashoma ma responses acho.

 Zvikwereti ndaibhadhara ini handifunge kuti ndizvo zvaikonzeresa angu.

ha ha Village People yaa hazvirambirwe.

Victor akataura zve Science nezvehuroyi

Yesleeping timetable iyi ine musoro shuwa.

Iyi yekurara wakatarisa mudenga inenge shuwa, ndaizowanzawo kurara ndakatarisa mudenga mazuva aiindikiya madzikirira.

Ma responses akawanda aiwandira kuhwuroyi mashoma airerekera ku science.