M!nana obatana na Leon Mwana waJoze pakambo kanonzi SEMOYO

M!nana obatana na Leon Mwana waJoze pakambo kanonzi SEMOYO
M!nana obatana na Leon Mwana waJoze pakambo kanonzi SEMOYO
M!nana obatana na Leon Mwana waJoze pakambo kanonzi SEMOYO

M!nana uyo anogara ku Australia aronga kutipakurira kambo katsva kanonzi Semoyo.
Muyimbi uyo abatana na Leon Mwana WaJoze anova anoburitsa nziyo dzinonaka chaizvo.
Kambo aka karikubuda musi wa 15 mwedzi uno.

Nziyo iyi yakanyorwa na M!nana pamwe chete na Leon ikazogadzirwa na M!nanaBeats.
Kambo aka musanganiswa we Hip hip dance ne Amapiano anova arikupisa muma streets zvamanje-manje.
Set your reminders musasaririre kumutakunanzva uyu