Shingisai Suluma Adonhedza Kagospapa Kanyowani

Shingisai Suluma Adonhedza Kagospapa Kanyowani

Muimbi Shingisai Suluma abura kamwe kamutanzva kanonzi Hatikundwi. Zviri pachena kuti kakunakidza. Muimbi uyu anoimba zvinopinda mubhonzo zvekuti kana usina kusimba unochema chete. Mimhanzi yake inenge ine message inodzidzisa zvoita kuti nyama nemweya zvifambidzane zvakanaka. Vanoda kukanzwa munokabata apa