Shashl Ane Vhidhiyo Nyowani Rikudonha Mangwana

Shashl Ane Vhidhiyo Nyowani Rikudonha Mangwana

Muimbi Shashl ativimbisa izvo kuti achadonhedza vhidhiyo mangwana (17 Chikunguru) re trk rake Mbavha iro riri mu EP rake nyowani richadonha soon. Mazuva abva aya aka feature mu Mhepo ya Qounfuzed. Tichazoona kuti vhidhiyo rikubuda mangwana rinenge rakamira sei.