Tanto Wavie Afunga Kudonhedza Mbiradzakondo

Tanto Wavie Afunga Kudonhedza Mbiradzakondo
Artwork by Blessing Mwale

Muimbi weTrapsu Tanto Wavie ativimbisa kuti achadonhedza kamumhanzi kanyowani chishanu chinotevera kanonzi Mbiradzakondo, kubva mubhama rake richadonha pamberi apa Sungura Museve II.  Hameno kuti kanenge kakamira sei asi zviri pachena kuti kanenge kachipisa. Artwork racho ndiro riri padenga apo. Mufesi ari kumusotera ma artwork ake mazuvaano akugona basa ngaarambe akadaro.