Top 3 Yangu Kubva MuKudhaza EP raRayvines

Top 3 Yangu Kubva MuKudhaza EP raRayvines
Top 3 Yangu Kubva MuKudhaza EP raRayvines

Rayvines akatipakurira EP rake nyowani rinonzi Kudhaza. Afunga zvekuimba mukomana. Vanoda kurinzwa EP munoribata apa


1) Maihwe Kani
2) My Phone
3) Bhutsu
 

Ndangoti ndichitanga kunzwa Maihwe Kani ndangotanga kugutsirira musoro. Muimbi achirova ma bars ka reggae kanopisa. My Phone ka dope trck kaka feature murimwe skit rake so kumashure uku. 

Muimbi Rayvines akati iye mumastreets ane bhama richadonha futi pamberi apa. Hameno tichazonzwa kuti rinenge riri sei.