Tanto Wavie Adonhedza Mbiradzakondo

Tanto Wavie Adonhedza Mbiradzakondo

Tanto Wavie adonhedza trck nyowani Mbiradzakondo kubva mubhama rake Sungura Museve II iro richabuda pamberi apa. Vanoda kurinzwira kumwe track iri munoenda apa. Album launch iriko musiwa 25 Mbudzi zvamuri kuona pamufananidzo uri pazasi apa. Kagitare kanenge kachirira apa hakana kumira fine kakaipa.