Vhidhiyo Ratanga Takamirira RaShashl Rabuda

Vhidhiyo Ratanga Takamirira RaShashl Rabuda

Shashl anga akativimbisa EP plus vhidhiyo. Nhasi azadzisa chikamu chimwe chete. Nekudonhedza vhidhiyo re trk rake Mbavha iro riri mu EP rake nyowani Solitude.  Mazuva abva aya aka feature mu Mhepo ya Qounfuzed. Mbavha yakaprojuswa na DJ Tamuka. Vhidhiyo racho riri clean rakabikwa mushe.