Winky D Aramba Kuperaaaa

Winky D Aramba Kuperaaaa

Winky D ane bhama richadonha pamberi apa musiwa 31 Zvita. Ma Fans ake akuita kutadza kugarikika nekunonokerwa nezvinyowani zvikuda kuburwa nemuimbi uyu. Anga ane time asiri kubura mimhanzi inyowani. Maweeks apfuura aka feature mubhama ra Nicky Genius pa trck rinonzi Kumusoro

Kana Master KG anotoziva kuti Winky D anopisa. Akabva kumuti Goat mumastreets etwirra mazuva apfuura aya. 

Hameno kuti rinenge rakadii bhama iri tichazonzwa kuti zvinenge zvakamira sei. Ndingorine ka feeling kekuti anogona kutipa kanzwisa b4 bhama rabuda.