Wyan Adonhedza Shoko Kuma Sista

Wyan Adonhedza Shoko Kuma Sista

Wyan atipakurira kanziyo kanyowani kanonzi Shoko Kuma Sista. Mwedzi wabva uyu akabura ka visualizer ke trck rake Hurai Muufe kano feature OJ DA Dzanny. Haasi kumira mukomana akuramba achingobura mangoma. Pamwe mwedzi unotevera achatipakurira kamwe tichazoona. Vanoda kunzwa Shoko Kuma Sista mokabata apa