6ix Azvarwa Patsva

6ix Azvarwa Patsva

Mukomana 6ix adzoka mumastreets nerimwe zita ava kunzi 9ine. Kune vaye vaida kuziva kuti chii changa chaitika mukungozvionera ne tweet iri pazasi apa.

Hakuna kwaanoenda mukomana so takatotarisira more kubheurwa kwemastreets nekubatana kwiyo nemaTwelebs.