6ix Ovharirwa Panze NeTwirra

6ix Ovharirwa Panze NeTwirra

Varidzi vemastreets eTwirra vavharira panze mukuru wema accounts madiki 6ix. Izvo zviri kufungidzirwa kuti pamwe ingozi yeMa Twelebs yakonzeresa kuvharirwa panze kwaaita. 

Akaita imwe tweet yakapisa mazuva apfuura aya ikarwadza vakawanda kunyanya maTwelebs. Mukomana uyu aivhura ma Twitter Spaces ainakidza nekuita kuti mastreets agare achibheuka. 

Let's hope kuti mukomana achasunungurwa. Ndine ma theory maviri  yekuti pamwe adhilita account achida kumboita refresh mind kana kuti ivo varidzi vemastreets ndovaidhilita. Hameno tichazonzwa zvizere panenge pabatika mukomana wacho.