Hatiperi Oramba Kudzokera Dhorobha

Hatiperi Oramba Kudzokera Dhorobha

Mukomana Hatiperi haachada kudzokera kudhorobha akunakirwa nekumusha ku Village 6 kwana Terry. Nhasi amukira kurova mapudzi nemukaka. I know kuti meal iyi vazhinji havasati vairova. Ndichatoizamawo recipe iyi inenge inofaya kurova. Anyway back to nyaya... 

Akuita kutamba nadzo huku dzaTerry haa dzichapera gore rino. Hameno kuti kudhorobha kuchadzokewa here tichaona. Ukuwo Terry akuchema chema kuti mukomana akukanganisa budget yake.