#BonFireKwaTerry

#BonFireKwaTerry

Ndanga ndane time ndisina kutaura nezve ku Village 6. Pandakapedzesera kutaura nezvayo. Vanhu vainge vapromiswa mombe na Mudiwa. Vhiki rapfuura nevhiki rino ratiri yanga ingori hwerere hwerere nezveku #BonFireKwaTerry iyo ichaiitirwa ku Village 6. Ma sub manyama achingomwaiwa mumastreets nezve event iyi.

Mazuva acho atofamba mugovera watarisana nawo chinenge chakachaya. Mamwe ma details ndiwo ari pamufananidzo uri pazasi apa. 

Fam this is a night of positive Vibes, games, braai, music and enjoyment right inside the mighty #Village6. Ndokumbirawo vanhu ava vauye vese, muZimbabwe musare musina vanhu ndavahoda #KwaTerry - @terrymap1

Mazvinzwira kaa kuchange kune gochi gochi nezvimwe zvakawanda wanda.Vanhu vachakwara nawo ma road runner. Pamwe netwumba twehuswa twekurarira. Vaye vari murudo vanenge vapinda machena kana kukaita twumba utwu. 

 

Ndaona Hatiperi aramba kudzoka futi sezvaakamboita mazuva apfuura aya.