6ix Onyorera Tsamba ma Small Accounts

6ix Onyorera Tsamba ma Small Accounts

Mukomana wacho haana mazuva abva kutorwa nenjuzu futi. Apa motivation vema accounts madiki mumastreets kuti vachazoitawo ma Twelebs pamberi apa. Zvese zvaataura ishuwa kana nguva yako yasvika haa unopenyerwa nemastreets.

 

 But ooh well ne personal experience yandinayo zvinozosvika pakupera hazvo. Munhu wodzokera pa starting line wapera sugar zvinenge zvakutoda kuti munhu uzvitangidze futi.