KG Phenomenal, O TWO Na Brian Jeck Vadonhedza Sorry Vhidhiyo.

Combination yevaimbi ava yakandishamisa ndanga ndisina kuzvitarisira. Zvisinei vakabika zvinonakidza kunzwa hazvirwadze kunzwa nekuona.