Muimbi Wemapopopo Atipakurira Zvinyowani

Muimbi Wemapopopo Atipakurira Zvinyowani
Muimbi Wemapopopo Atipakurira Zvinyowani

Killer T ma months apfuura aya akadonhedza bhama rinonzi Tiri Vemumastreets. Muimbi uyu ndomuziva achidonhedza twumimhanzi twunobaya moyo zvekuti kana usina kusimba unogona kuchema. 

Lyrical content muma trcks ake iri relatable. Ma vhidhiyo ake ku YouTube enziyo dzinoti Ndamuda, Rovai Makuva, Hazvigone, Bvunza Tinzwe, Baba Vako Imboko, Hakete etc akatopfuura ma mirrion ekuwanda ema views. 

 

Adzoka nekamwe kanonzi Dzandinosvikira kakabikwa na PTK. Kane 2 days kabuda kakuto trender kari pa number 11 ku YouTube uko. Vanoda kukanzwa mokabata apa.