MaTwelebs Otsamwira Pinned Tweet Ya6ix

MaTwelebs Otsamwira Pinned Tweet Ya6ix

Mumastreets makaoma mazuvaano mune drama. Anyway ndakutaura nyaya yandafambira. 6ix ane imwe tweet yaakaposta nezuro. Yaputika tweet iyoyo pandiri kunyora kudai yatone 7K ma ritwitsi nema raikisi  27K yabva yatopiniwa pa profile yake.

Akupisa mukomana zvirizvo zvagumburisa maTwelebs sekutaura kwaaita. Iye mukomana wachowo anogara achipiringishana nema Twelebs mumastreets. Havangambotadze kugumbuka vachiona mashura akadai maraikisi ese ayo.