Mitch Uta Akudonhedza EP Nyowani Musi weChina

Mitch Uta Akudonhedza EP Nyowani Musi weChina
Pic by Splash Media
Mitch Uta Akudonhedza EP Nyowani Musi weChina

Mitch Uta afunga kutiburira EP nyowani rinonzi Kunda richabuda musiwa 30 Mbudzi. Ndanga ndane time ndisina kutaura nezvemuimbi uyu. Pandakapedzisira kutaura nezvake anga adonhedza vhidhiyo re trck rake Win raive ku Love, Hate & Melodies EP. 

Mitch Uta anoimba zviri unique zvisingarwadze kunzwa. Zvekuimba zvinenge zviri natural kwaari haaite zvekumanikidzira kubuda tsinga. I hope vanhu vakawanda vachaterera muimbi uyu voita noise seyavanomboita kune vamwe vaye vaye. Ha ha zvemazita handichataure but mavaziva kaa vamunogara muchiita noise nezvavo vanhu kuita kunge vachatorovana. 

Love, Hate & Melodies EP rake ranga riri dope hameno kuti iri riri kubuda soon rinenge rakamira sei. 

 

 

 “Kunda” - 30 November 2023 

Kunda /kuⁿɗa/ verb dialects/origins: Zezuru;
to conquer; to win; to successfully overcome (a problem or weakness)

Inspired by what was meant to be the follow up single to “All I Wanted”. “Kunda” is a song that i witnessed, help close friends & family get through tough times. Though it’s just an EP, it’s a rollercoaster of emotions created for listener’s that relate.

Phase One: “Kunda”  (R&b/Alternative)

Posted by Mitch Uta on Sunday, 19 November 2023