Mufesi WemaWaya Waya (Shinsoman) Adonhedza Bhama Nyowani

Mufesi WemaWaya Waya (Shinsoman) Adonhedza Bhama Nyowani

Chitatu chiya chasvika Dancehall Father Shinsoman abura bhama rake nyowani Romatic Gangster rine matrcks 11. Mubhama racho mune ma features evaimbi vakaita sana Poptain, Saintfloew, Sandy Vee, Dashocca, Mbeu, Mai Sky na Andy Muridzo pa bonus trck. 

Shinsoman aipisa kudhara hapana anga asingamuzive kumangoma uku. Waingoti ukanzwa munhu anga ane chiVoice chai zhowezhera waibva watoziva kuti ndi Dancehall Father Uyu. Ane ma trcks akambopisa kumashure uku akaita sana Mawaya Waya, Hatichabatika( Imwe yaakaimba na Chibaba baba Souljah Love),  Ndakupenga, Pool Party, 

Aka feature pane rimwe trck rezvidhakwa na Yoz so repa Bodyslam Riddim. Nerimwe ra Stunner rainzi Chibhodhoro. Vanoda kunzwa bhama rake nyowani munoribata apa. Ndichazodzoka ne Top 5 yangu kubva mubhama iri.