Shinsoman Akudonhedza Bhama Nyowani Musi weChitatu

Shinsoman Akudonhedza Bhama Nyowani Musi weChitatu

Shinsoman ativimbisa iye kuti achazodonhedza bhama rake nyowani rinonzi Romatic Gangster musiwa 25 Ndira. Bhama racho richange rine matrcks 10. Tichazonzwa kuti rinenge rakamira 

 

 

Good morning family. Biggest ANNOUNCEMENT !!! Instead dropping an Ep We decided to drop an Album of 10 songs. 
ROMATIC GANGSTAR    
          
Save the date this Wednesday 25 January 2023 10.00am #romaticgangstar #shinsomanthedancehallfathere #geniusrecordszim
Posted by Shinsoman Dancehall Father on Saturday, 21 January 2023