Mukupisa Mumastreets

Mukupisa Mumastreets

I really miss ma old days eTwitter. Dai ndaikwanisa kubaya rewind button ndairibaya ndoramba ndiriko. Mazuva ivawo ndaiita kunakidzwa ne twitter. Ndoma days futi ataiva ne free Twitter ye econet zvekuti vanhu vanga vakaita kuzara mumastreets. Data futi rainge rakachipa than mazuvaano. 

Zvinhu zvinochinja mastreets haarambe ari zvaanga ari ma renovations anotongoitika. Ndozvamava mazuvaano kufambirana nenguva. Mastreets emazuvaano vanhu vakufarira zve noise. Hameno kuti hondo yema small nema big accounts ichapera sei.

Vanongogara vachinetsana kkkk zvakabvira kare izvi even ma old days yaitovapo hondo yacho. Kungoti mazuvaano yawedzera yava ne punch. Handisi hangu kuti ekare anga asina noise yanga iriko but low low than zviripo mazuvaano. Yakanyanya mmmm