Ndikunzwa Kuda Kungozvitangidza Futi

Ndikunzwa Kuda Kungozvitangidza Futi

Ndaneta nevanhu vanenge vachingonditi ndapera. Mandinyanyira ndanzwa nawo ma tags nema subs ndinenge ndichimaona hangu. Apa ndimbori ku vacation kumbotora ka break. Social media inombonetesa iyi senge uri Tweleb haa unenge uri busy busy. After ndavharirwa panze paya ne twirra ndakabva ndangoti aarg zviri nani kumboita ka break & low low vavengi vafare kkkk. Ndichazvitangidza hangu kana ndikafarisa ndotanga kukuitirai noise iya iya futi.