Now Vanhu Takukwanisa Kuita Pin maDM Conversations

Now Vanhu Takukwanisa Kuita Pin maDM Conversations

Twitter yabura zvimwe zvinyowani, vanhu takukwanisa kuita pin ma chats eku DM. Kuti munhu uiite pin chat unobaya ku Twitter DM yako woenda pane conversation yauri kuda kuti irambe iri pamusoro.

Wobva wabaya three twumadots so twuri pa conversation & select pakanzi pin conversation. Walla zvinenge zvatoita. Apa vabatsira tichaona kuti vachabura zvimwe zvipi pamberi apa.