Makazara Varoyi Mumastreets

Makazara Varoyi Mumastreets


Vanhu vanonyebedzera kukusekerera mumastreets ivo vane ma motives avo. Vanhu vaunenge uchiti idzi ndidzo shamwari chaidzo ndivo vanenge vachitokuroya zvakasimba. Vanhu vemumastreets vanondityisa ini. Ndosaka ndikuita low profile mazuvaano. Under the radar handichada zviya zvekudhara zvaimbovapo. Zvekuwana ma likes retweets nemazi comments hobho hobho. 

Handichada ma likes nema retweets nema Comments hobho futi,ndikangoita one or two zvato bho ndinenge ndato covered. Ndakutya kuroiwa makazara varoyi mumastreets. Handisi kureva kuti vanhu vese vemumastreets varoyi haiwa mungazondifambise mbiri makuti tanzi na Tudzaa tiri varoyi. Anyumwa bere nderake kkkk but mmmm mumastreets munondityisa ini. Even zvandiri kutonyora izvi ndikutonzwa kutya. 

Kana ma notifications akawanda nema messages handichada ndikaita one message ku inbox ne less than 10 notifications bho.Kana ku tegwa tegwa futi handichada ndinozoroiwa. Makazara varoyi mumastreets. Hamusi mekufugura hapwa kufumura zvese zvese zvaunenge uchiita havasi vese vanofara nazvo. Eish ndikunzwa kutya ini varoyi vaye nhasi vanogona kundipedzera. Takura anga ari right paakaimba Zino Irema.

Haiwawo ndikutamba ini hapana munhu asingade ma raikisi, ritwitsi, mazi comments etc zvinonakidza hazvo. But varoyi varimo havo mumastreets vanowanzo budikira paye paunenge wabheura or kubheurwa mumastreets. Vanoita kubuda ma true colors vanenge vachifara kkkk.